Proverbs 12:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu ucagutiswa neɀakanaka ɀinobva paɀiɓereko ɀomuromo wake; Ʋuye munhu ucadzoserwa ɀaakaita namaʋoko ake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva pazvibereko zvemiromo yake munhu anozadzwa nezvinhu zvakanaka, zvirokwazvo sokupiwa mubayiro kwaanoitwa nebasa ramaoko ake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anogutiswa nezvakanaka, uri muchero wezvinobva pamuromo pake uye munhu achadzorerwa zvaakaita namaoko ake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu achagutiswa nezvakanaka zvinobva pazvibereko zvomuromo wake; Uye munhu achadzoserwa zvaakaita namaoko ake.
Shona 2009?
Munhu achagutiswa nezvakanaka zvinobva pazvibereko zvomuromo wake; Uye munhu achadzoserwa zvaakaita namaoko ake.
Shona SUB 2002 Bible
Munhu achagutiswa nezvakanaka zvinobva pazvibereko zvomuromo wake; Uye munhu achadzoserwa zvaakaita namaoko ake.