Proverbs 12:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nzira yeɓenzi yakanaka pakuʋona kwake; Asi wakacenjera unoterera kana acirairwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nzira yebenzi inoita seyakanaka kwaari, asi munhu akachenjera anoteerera kurayira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Maitiro ebenzi akanaka kwariri asi munhu mungwaru anoteerera mazano aanopiwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nzira yebenzi yakanaka pakuona kwake; Asi akachenjera anoteerera kana achirairwa.
Shona 2009?
Nzira yebenzi yakanaka pakuona kwake; Asi akachenjera anoteerera kana achirairwa.
Shona SUB 2002 Bible
Nzira yebenzi yakanaka pakuona kwake; Asi akachenjera anoteerera kana achirairwa.