Proverbs 12:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kutsamŋa kweɓenzi kunozikanwa pakarepo; Asi munhu wakacenjera unoʋanza kunyadziswa kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Benzi rinoratidza kutsamwa pakarepo, asi munhu akachenjera anoshayira hanya kutukwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kushatirwa kwebenzi kunobva kwaoneka pakarepo asi munhu akangwara haaite hanya nokushatiriswa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kutsamwa kwebenzi kunozikanwa pakarepo; Asi akachenjera anovanza kunyadziswa kwake.
Shona 2009?
Kutsamwa kwebenzi kunozikamwa pakarepo; Asi akachenjera anovanza kunyadziswa kwake
Shona SUB 2002 Bible
Kutsamwa kwebenzi kunozikanwa pakarepo; Asi akachenjera anovanza kunyadziswa kwake.