Proverbs 12:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu wakacenjera unoʋanza ziʋo; Asi mŋoyo yamapenzi inoparidza ʋupenzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu akachenjera anovanza zivo yake, asi mwoyo yamapenzi inotaura zvoupenzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu akangwara anoviga ruzivo rwake asi mapenzi anoparidzira upenzi hwavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu akachenjera anovanza zivo; Asi mwoyo yamapenzi inoparidza upenzi.
Shona 2009?
Munhu akachenjera anovanza zivo; Asi moyo yamapenzi inoparidza upenzi.
Shona SUB 2002 Bible
Munhu akachenjera anovanza zivo; Asi mwoyo yamapenzi inoparidza upenzi.