Proverbs 12:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ruʋoko rwaʋasinoʋusimbe rucaɓata ʋushe; Asi ʋanoʋusimbe ʋacaɓatiswa cibaro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Maoko anoshingaira achatonga, asi usimbe hunopedzisira mukushanda somuranda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anogwinyisa maoko achatonga asi anogara maoko achaendeswa kuchibharo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ruoko rwavasine usimbe ruchabata ushe; Asi vane usimbe vachabatiswa chibharo.
Shona 2009?
Ruoko rwavasine usimbe ruchabata ushe; Asi vane usimbe vachabatiswa chibharo.
Shona SUB 2002 Bible
Ruoko rwavasina usimbe ruchabata ushe; Asi vane usimbe vachabatiswa chibharo.