Proverbs 12:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Simbe haiɓati mhuka yayamutsa, Asi kusaʋa noʋusimbe ifuma yomunhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu ane usimbe haagochi mhuka yaabata, asi munhu anoshingaira anokoshesa pfuma yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anogara maoko hapana nyama yaanobata asi anogwinyisa maoko anowana upfumi hwakakosha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Simbe haibati mhuka yayamutsa, Asi kusava neusimbe ipfuma yomunhu.
Shona 2009?
Simbe haibati mhuka yayamutsa, Asi kusava neusimbe ifuma yomunhu.
Shona SUB 2002 Bible
Simbe haibati mhuka yayamutsa, Asi kusava neusimbe ipfuma yomunhu.