Proverbs 12:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukadzi unoita ɀakanaka, ikorona yomurume wake; Asi unonyadzisa, wakaita seɀakaʋora pamafupa ake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mudzimai ane unhu hwakanaka ikorona kumurume wake, asi mudzimai anonyadzisa akafanana nokuora mumapfupa omurume wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukadzi akarurama indaza kumurume wake asi mukadzi anonyadzisa akaita senhuta yamapfupa kumurume wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mukadzi anoita zvakanaka, ikorona yomurume wake; Asi anonyadzisa, wakaita sezvakaora pamapfupa ake.
Shona 2009?
Mukadzi anoita zvakanaka, ikorona yomurume wake; Asi anonyadzisa, wakaita sezvakaora pamapfupa ake.
Shona SUB 2002 Bible
Mukadzi anoita zvakanaka, ikorona yomurume wake; Asi anonyadzisa, wakaita sezvakaora pamapfupa ake.