Proverbs 13:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋanakomana wakacenjera unoterera kuraira kwaɓaɓa ʋake; Asi muɗaɗiri haanzwi kana acitukwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwanakomana akachenjera anoteerera kurayira kwababa vake, asi mudadi haateereri kana achitsiurwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwana akangwara anoteerera zvaanodzidziswa nababa vake, asi tsvuuramuromo haitsiuriki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwanakomana akachenjera anoteerera kuraira kwababa vake; Asi mudadiri haanzwi kana achitukwa.
Shona 2009?
Mwanakomana akachenjera anoteerera kuraira kwababa vake; Asi mudadiri haanzwi kana achitukwa.
Shona SUB 2002 Bible
Mwanakomana akachenjera anoteerera kuraira kwababa vake; Asi mudadiri haanzwi kana achitukwa.