Proverbs 13:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuɀikudza kunoŋgoʋuyisa kukakaʋara; Asi ʋucenjeri ʋuri kunaʋanotenda kurairirwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuzvikudza kunongouyisa kukakavara chete, asi uchenjeri hunowanikwa mune avo vanogamuchira kurayirwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzvikudza, chako kumutsa nharo asi vanobvuma kupiwa mazano chavo ungwaru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuzvikudza kunongouyisa kukakavara; Asi uchenjeri huri kuna vanotenda kurairirwa.
Shona 2009?
Kuzvikudza kunongouyisa kukakavara; Asi uchenjeri huri kuna vanotenda kurairirwa.
Shona SUB 2002 Bible
Kuzvikudza kunongouyisa kukakavara; Asi uchenjeri huri kuna vanotenda kurairirwa.