Proverbs 13:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Fuma, yakawanikwa nokukurumidza, icatapudzwa; Asi unoʋuŋganidza noruʋoko, ɀicawedzerwa kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mari yakawanikwa zvisakarurama ichakurumidza kupera, asi uyo anounganidza mari zvishoma nezvishoma achaita kuti iwande.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Upfumi hunowanikwa nechimbichimbi hautani kupera asi anohuunganidza kashoma nakashoma anotohuwedzeredza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pfuma, yakawanikwa nokukurumidza, ichatapudzwa; Asi anounganidza noruoko, zvichawedzerwa kwaari.
Shona 2009?
fuma, yakawanikwa nokukurumidza, ichatapudzwa; Asi anounganidza noruoko, zvichawedzerwa kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Pfuma, yakawanikwa nokukurumidza, ichatapudzwa; Asi anounganidza noruoko, zvichawedzerwa kwaari.