Proverbs 13:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tariro kana icinonoka, inoʋodza mŋoyo; Asi kana capaŋgwa coȿika, ndiwo muti woʋupenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tariro kana ichinonoka inoodza mwoyo, asi chishuvo chazadziswa muti woupenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chawakatarisira munhu chikanonoka zvinoodza mwoyo asi chaunoda chikaitika ndiwo muti woupenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tariro kana ichinonoka, inoodza mwoyo; Asi kana chapangwa chosvika, ndiwo muti woupenyu.
Shona 2009?
Tariro kana ichinonoka, inoodza moyo; Asi kana chapangwa chosvika, ndiwo muti woupenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Tariro kana ichinonoka, inoodza mwoyo; Asi kana chapangwa chosvika, ndiwo muti woupenyu.