Proverbs 13:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋurombo nokunyadziswa ndiwo muɓairo wounoramba kurairirwa; Asi unoterera kurairwa ucakudzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyo anozvidza kurayirwa achava murombo uye achanyadziswa, asi ani naani anoteerera kurayirwa achakudzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anoshora dzidzo urombo nokunyadziswa ndozvake asi anoisa mumwoyo zvaanege atsiurwa acharemekedzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Urombo nokunyadziswa ndiwo mubayiro woanoramba kurairirwa; Asi anoteerera kurairwa achakudzwa.
Shona 2009?
Urombo nokunyadziswa ndiwo mubayiro woanoramba kurairirwa; Asi anoteerera kurairwa achakudzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Urombo nokunyadziswa ndiwo mubairo woanoramba kurairirwa; Asi anoteerera kurairwa achakudzwa.