Proverbs 13:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ɀinoɗikanwa ɀaitwa, ɀinozipa pamŋeya; Asi mapenzi anonyaŋgadzwa kana acisiyana neɀakashata.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chishuvo chazadziswa chinozipa pamweya, asi mapenzi anovenga kusiya zvakaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anofara kana zvaanoda zvaitika zvokusiana nezvakaipa mapenzi haadi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana zvinodikanwa zvaitwa, zvinozipa pamweya; Asi mapenzi anonyangadzwa kana achisiyana nezvakashata.
Shona 2009?
Kana zvinodikamwa zvaitwa, zvinozipa pamweya; Asi mapenzi anonyangadzwa kana achisiyana nezvakashata.
Shona SUB 2002 Bible
Kana zvinodikanwa zvaitwa, zvinozipa pamweya; Asi mapenzi anonyangadzwa kana achisiyana nezvakashata.