Proverbs 13:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu ucadya ɀakanaka ɀinobva paɀiɓereko ɀomuromo wake; Asi ʋanoita nokunyeŋgedzera ʋanofarira kumanikidza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva pazvibereko zvomuromo wake munhu achadya zvinhu zvakanaka, asi vasina kutendeka vanofarira kumanikidza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anodya zvakanaka zvinobva mumuchero wezvaanotaura nomuromo wake asi vanyengedzi chavanoda utsinye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu achadya zvakanaka zvinobva pazvibereko zvomuromo wake; Asi vanoita nokunyengedzera vanofarira kumanikidza.
Shona 2009?
Munhu achadya zvakanaka zvinobva pazvibereko zvomuromo wake; Asi vanoita nokunyengedzera vanofarira kumanikidza.
Shona SUB 2002 Bible
Munhu achadya zvakanaka zvinobva pazvibereko zvomuromo wake; Asi vanoita nokunyengedzera vanofarira kumanikidza.