Proverbs 13:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Fambidzana naʋakacenjera, ugoʋa wakacenjera ʋo; Asi shamŋari yamapenzi inoshatiswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyo anofamba navakachenjera achachenjerawo, asi shamwari yamapenzi ichakuvadzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anofambidzana navangwaru, anovawo mungwaru asi shamwari yamapenzi inopinda nhamo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Fambidzana navakachenjera, ugova akachenjerawo; Asi shamwari yamapenzi inoshatiswa.
Shona 2009?
Fambidzana navakachenjera, ugova wakachenjerawo; Asi shamwari yamapenzi inoshatiswa.
Shona SUB 2002 Bible
Fambidzana navakachenjera, ugova akachenjerawo; Asi shamwari yamapenzi inoshatiswa.