Proverbs 13:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu, wakanaka, ucasiyira ʋana ʋaʋana ʋake nhaka; Asi fuma yomutadzi inoceŋgeterwa wakarurama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu akanaka anosiyira vana vevana vake nhaka, asi upfumi hwomutadzi hunounganidzirwa vakarurama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu wakanaka anosiira vana vevana vake nhaka asi upfumi hwomuipi hunochengeterwa varurami.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu, akanaka, achasiyira vana vavana vake nhaka; Asi pfuma yomutadzi inochengeterwa akarurama.
Shona 2009?
Munhu, akanaka, achasiyira vana vavana vake nhaka; Asi fuma yomutadzi inochengeterwa akarurama.
Shona SUB 2002 Bible
Munhu, akanaka, achasiyira vana vavana vake nhaka; Asi pfuma yomutadzi inochengeterwa akarurama.