Proverbs 13:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakarurama unodya kuȿikira agutisa mŋeya wake; Asi ɗumbu rowakaipa ricashaiwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakarurama vanodya zvinogutsa mwoyo yavo, asi dumbu rowakaipa richanzwa nzara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mururami anodya pamadiro, asi dumbu rowakaipa inzara yoga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akarurama anodya kusvikira agutisa mweya wake; Asi dumbu rowakaipa richashaiwa.
Shona 2009?
Akarurama anodya kusvikira agutisa mweya wake; Asi dumbu rowakaipa richashaiwa.
Shona SUB 2002 Bible
Akarurama anodya kusvikira agutisa mweya wake; Asi dumbu rowakaipa richashaiwa.