Proverbs 13:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unorindira muromo wake, unoceŋgeta ʋupenyu bgake; Asi unoshamisa miromo yake, ucaparadzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyo anobata muromo wake anochengeta upenyu hwake, asi uyo anokurumidzira kutaura achaparadzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anobata muromo wake anochengetedza upenyu hwake asi anongoshamarara kutaura anozviparadza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anorindira muromo wake, anochengeta hupenyu hwake; Asi anoshamisa miromo yake, achaparadzwa.
Shona 2009?
Anorindira muromo wake, anochengeta hupenyu hwake; Asi anoshamisa miromo yake, achaparadzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Anorindira muromo wake, anochengeta upenyu hwake; Asi anoshamisa miromo yake, achaparadzwa.