Proverbs 13:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋeya wesimbe unopaŋga, asi unoshaiwa; Asi mŋeya yaʋasinoʋusimbe icakodzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Simbe inopanga asi igoshayiwa chinhu, asi zvishuvo zvavanoshingaira zvichazadziswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyope yomunhu inosuwira zvinhu asi haina chainowana, vanochamirira basa vanokora.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mweya wesimbe unopanga, asi unoshaiwa; Asi mweya yavasina usimbe ichakodzwa.
Shona 2009?
Mweya wesimbe unopanga, asi unoshaiwa; Asi mweya yavasina usimbe ichakodzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Mweya wesimbe unopanga, asi unoshaiwa; Asi mweya yavasina usimbe ichakodzwa.