Proverbs 13:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kururama kunoceŋgeta wakarurama pakufamba kwake; Asi kuipa kunowisira mutadzi pasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kururama kunorinda munhu ane unhu hwakanaka, asi kuipa kunowisira mutadzi pasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ururami hunochengetedza vane nzira dzakarurama asi chitadzo chinorigira pasi mutadzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kururama kunochengeta akarurama pakufamba kwake; Asi kuipa kunowisira mutadzi pasi.
Shona 2009?
Kururama kunochengeta akarurama pakufamba kwake; Asi kuipa kunowisira mutadzi pasi.
Shona SUB 2002 Bible
Kururama kunochengeta akarurama pakufamba kwake; Asi kuipa kunowisira mutadzi pasi.