Proverbs 14:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋoyo mumŋe nomumŋe unoziʋa kutambudzika kwawo; Mŋeni haaŋgagoʋerani nomufaro wawo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwoyo mumwe nomumwe unoziva kutambudzika kwawo, uye hapana munhu angagoverana nawo mufaro wawo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwoyo ndiwo unoziva kurwadziwa kwawo, mumwewo munhu haagone kugoverana rufaro nawo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwoyo mumwe nomumwe unoziva kutambudzika kwawo; Mweni haangagoverani nomufaro wawo.
Shona 2009?
moyo mumwe nomumwe unoziva kutambudzika kwawo; Mweni haangagoverani nomufaro wawo.
Shona SUB 2002 Bible
Mwoyo mumwe nomumwe unoziva kutambudzika kwawo; Mweni haangagoverani nomufaro wawo.