Proverbs 14:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unokurumidza kutsamŋa, ucaita noʋupenzi; Ʋuye munhu, unofuŋga mano akaipa, ucaʋeŋgwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu anokurumidza kutsamwa anoita zvinhu zvoupenzi, uye munhu anoita zvounyengeri achavengwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anokurumidza kushatirwa zvaanoita ndezvoupenzi asi munhu anoona zvinhu nemazvo anoita mwoyo murefu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anokurumidza kutsamwa, achaita noupenzi; Uye munhu, anofunga mano akaipa, achavengwa.
Shona 2009?
Anokurumidza kutsamwa, achaita noupenzi; Uye munhu, anofunga mano akaipa, achavengwa.
Shona SUB 2002 Bible
Anokurumidza kutsamwa, achaita noupenzi; Uye munhu, anofunga mano akaipa, achavengwa.