Proverbs 14:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofamba nokururama kwake, unotya Jehova; Asi wakatsauka panzira dzake, unomuɀidza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyo ano mufambiro wakarurama anotya Jehovha, asi uyo ano mufambiro wakatsauka anomuzvidza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anofamba mukutendeseka anotya Tenzi. Asi munhu woujarijari anoshora Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anofamba nokururama kwake, anotya Jehovha; Asi akatsauka panzira dzake, anomudzidza.
Shona 2009?
Anofamba nokururama kwake, anotya Jehovha; Asi wakatsauka panzira dzake, anomudzidza.
Shona SUB 2002 Bible
Anofamba nokururama kwake, anotya Jehovha; Asi akatsauka panzira dzake, anomudzidza.