Proverbs 14:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakutya Jehova panesimbiso kwaɀo; Ʋana ʋowakaɗai ʋacaʋa noʋutiziro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyo anotya Jehovha ane nhare yakasimba, uye ichava utiziro kuvana vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukutya Tenzi mune chivimbo chakasimba, kana vana vakewo vanowana kwokupotera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakutya Jehovha pane simbiso kwazvo; Vana vowakadai vachava noutiziro.
Shona 2009?
Pakutya Jehovha pane simbiso kwazvo Vana vowakadai vachava noutiziro.
Shona SUB 2002 Bible
Pakutya Jehovha pane simbiso kwazvo; Vana vowakadai vachava noutiziro.