Proverbs 14:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋukuru bgamambo ʋunoʋonekwa pakuwanda kwaʋanhu; Asi kuparadzwa kwashe kuri pakushaiwa ʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukuwanda kwavanhu ndimo mune ukuru hwamambo, asi pasina vanhu muchinda anoparadzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuwanda kwavanhu ndiyo mbiri yamambo ishe akashaya vanhu anoparara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ukuru hwamambo hunoonekwa pakuwanda kwavanhu; Asi kuparadzwa kwashe kuri pakushaiwa vanhu.
Shona 2009?
Ukuru hwamambo hunoonekwa pakuwanda kwavanhu; Asi kuparadzwa kwashe kuri pakushaiwa vanhu.
Shona SUB 2002 Bible
Ukuru hwamambo hunoonekwa pakuwanda kwavanhu; Asi kuparadzwa kwashe kuri pakushaiwa vanhu.