Proverbs 14:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaipa unowiswa pasi mukutadza kwake; Asi wakarurama unetariro pakufa kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana njodzi yauya, akaipa anowisirwa pasi, asi kunyange murufu akarurama ane utiziro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu wakaipa anoputsirwa pasi nouipi hwake, asi akarurama chitarisiro chake chiri mukuva pachokwadi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaipa anowiswa pasi mukutadza kwake; Asi akarurama ane tariro pakufa kwake.
Shona 2009?
Akaipa anowiswa pasi mukutadza kwake; Asi akarurama ane tariro pakufa kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Akaipa anowiswa pasi mukutadza kwake; Asi akarurama ane tariro pakufa kwake.