Proverbs 14:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muɗaɗi unotȿaka ʋucenjeri, asi haʋu’po; Asi ziʋo haitani kuwanikwa naʋanenjere.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mudadi anotsvaka uchenjeri asi haahuwani, asi ruzivo runouya zviri nyore kune anonzvera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munyombi angatsvake zvake ungwaru asi hapana chimuko asi munhu anonzwisisa anowana ruzivo nyore.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mudadi anotsvaka uchenjeri, asi hahupo; Asi zivo haitani kuwanikwa navane njere.
Shona 2009?
Mudadi anotsvaka uchenjeri, asi hahupo; Asi zivo haitani kuwanikwa navane njere.
Shona SUB 2002 Bible
Mudadi anotsvaka uchenjeri, asi hahupo; Asi zivo haitani kuwanikwa navane njere.