Proverbs 14:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ibva pamberi peɓenzi, Nokuti hauŋgawani miromo yeziʋo kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Gara kure nomunhu benzi, nokuti haungawani ruzivo kubva pamiromo yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Siana nebenzi nokuti hapana mashoko oungwaru aunowana pariri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ibva pamberi pebenzi, Nokuti haungawani miromo yezivo kwaari.
Shona 2009?
Ibva pamberi pebenzi, Nokuti haungawani miromo yezivo kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Ibva pamberi pebenzi, Nokuti haungawani miromo yezivo kwaari.