Proverbs 15:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muɗaɗi haaɗi kurairwa; Unoramba kuenda kunowakacenjera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mudadi anovenga kudzorwa; haangabvunzi vakachenjera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anodada haadi kutsiurwa, haaendi kuvangwaru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mudadi haadi kurairwa; Anoramba kuenda kunowakachenjera.
Shona 2009?
Mudadi haadi kurairwa; Anoramba kuenda kunowakachenjera.
Shona SUB 2002 Bible
Mudadi haadi kurairwa; Anoramba kuenda kuno wakachenjera.