Proverbs 15:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋoyo, wakafara, unofadza ciso; Asi mŋeya unoputswa nomŋoyo uneshuŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwoyo wakafara, unofadza chiso, asi mwoyo une shungu unopwanya mweya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana mwoyo womunhu wakafara unoita kuti munhu ave nechiso chakafara mwoyo ukasuruvara mweya unobva wati mbombombo pasi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwoyo, wakafara, unofadza chiso; Asi mweya unoputsa nomwoyo une shungu.
Shona 2009?
moyo, wakafara, unofadza chiso; Asi mweya unoputsa nomoyo une shungu.
Shona SUB 2002 Bible
Mwoyo, wakafara, unofadza chiso; Asi mweya unoputsa nomwoyo une shungu.