Proverbs 15:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirinani kuti munhu aʋe neɀishoma, acitya Jehova, Pakuti aʋe nefuma yakawanda, acinyunyuta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zviri nani kuva nezvishoma uchitya Jehovha, pane kuva nepfuma zhinji namatambudziko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zviri nani kuva munhu ane zvishoma uchitya Tenzi pano kuva noupfumi huzhinji uine nhamo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zviri nani kuti munhu ave nezvishoma, achitya Jehovha, Pakuti ave nepfuma yakawanda, achinyunyuta.
Shona 2009?
Zviri nani kuti munhu ave nezvishoma, achitya Jehovha, Pakuti ave nefuma yakawanda, achinyunyuta.
Shona SUB 2002 Bible
Zviri nani kuti munhu ave nezvishoma, achitya Jehovha, Pakuti ave nepfuma yakawanda, achinyunyuta.