Proverbs 15:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirinani kuti munhu aʋe neɀokudya ɀemiriʋo, ruɗo ruri’po, Pakuti aʋe nenzombe yakakodzwa, panembeŋgo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zviri nani kuva nezvokudya zvomuriwo pane rudo, pane kuva nemhuru yakakodzwa pane ruvengo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zviri nani kudya nomurio pane rudo pane kudya nenyama yechimhuru chakakora pano ruvengo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zviri nani kuti munhu ave nezvokudya zvemiriwo, rudo ruripo, Pakuti ave nenzombe yakakodzwa, panembengo.
Shona 2009?
Zviri nani kuti munhu ave nezvokudya zvemiriwo, rudo ruripo, Pakuti ave nenzombe yakakodzwa, panembengo.
Shona SUB 2002 Bible
Zviri nani kuti munhu ave nezvokudya zvemiriwo, rudo ruripo, Pakuti ave nenzombe yakakodzwa, pane mbengo.