Proverbs 15:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋupenzi ʋunofadza munhu unoshaiwa ʋucenjeri; Asi munhu wenjere unofamba acirurama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Upenzi hunofadza munhu anoshayiwa njere, asi munhu anonzwisisa anochengetedza nzira yakarurama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Upenzi hunofadza munhu asina pfungwa asi munhu anonzwisisa anofamba zvakarurama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Upenzi hunofadza munhu anoshaiwa uchenjeri; Asi munhu wenjere anofamba achirurama.
Shona 2009?
Upenzi hunofadza munhu anoshaiwa uchenjeri; Asi munhu wenjere anofamba achirurama.
Shona SUB 2002 Bible
Upenzi hunofadza munhu anoshaiwa uchenjeri; Asi munhu wenjere anofamba achirurama.