Proverbs 15:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu unofadzwa nemhinduro yakarurama yomuromo wake; Ʋuye shoko, rinotaurwa neŋguʋa yakafanira, rakanaka sei!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu anowana mufaro mukupa mhinduro yakanaka, uye rakanaka seiko shoko rinouya nenguva!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kupa mhinduro yakanaka chinhu chinofadza kumunhu ko kutozoti izwi rinotaurwa panguva yaro yakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu anofadzwa nemhinduro yakarurama yomuromo wake; Uye shoko, rinotaurwa nenguva yakafanira, rakanaka sei!
Shona 2009?
Munhu anofadzwa nemhinduro yakarurama yomuromo wake; Uye shoko, rinotaurwa nenguva yakafanira, rakanaka sei!
Shona SUB 2002 Bible
Munhu anofadzwa nemhinduro yakarurama yomuromo wake; Uye shoko, rinotaurwa nenguva yakafanira, rakanaka sei!