Proverbs 15:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nzira yoʋupenyu yowakarurama inokwira kumsoro; Kuti apukunyuke paSheori pasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nzira youpenyu kumunhu akachenjera inokwidza kumusoro, ichimuchengetedza kuti asaenda muguva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nzira youpenyu yavakangwara inoenda kumusoro kuti vanzvenge nzvimbo yavafi iri kwakadzika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nzira youpenyu yowakarurama inokwira kumusoro; Kuti apukunyuke paSheori pasi.
Shona 2009?
Nzira youpenyu yowakarurama inokwira kumusoro; Kuti apukunyuke paSheori pasi.
Shona SUB 2002 Bible
Nzira youpenyu yowakarurama inokwira kumusoro; Kuti apukunyuke paSheori pasi.