Proverbs 15:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋoyo wowakarurama unombofuŋga caaŋgapindura; Asi muromo wowakaipa unoɗurura ɀakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwoyo wokururama unoyera mhinduro dzawo, asi muromo woakaipa unodurura zvakaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu akarurama anombofunga mumwoyo make zvokupindura asi muromo wavakaipa unongosasa zvakaipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwoyo wowakarurama unombofunga chaangapindura; Asi muromo wowakaipa unodurura zvakaipa.
Shona 2009?
moyo wowakarurama unombofunga chaangapindura; Asi muromo wowakaipa unodurura zvakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Mwoyo wowakarurama unombofunga chaangapindura; Asi muromo wowakaipa unodurura zvakaipa.