Proverbs 15:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kutya Jehova kunodzidzisa ʋucenjeri; Ʋuye kuɀininipisa kunotaŋgira kukudzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kutya Jehovha kunodzidzisa munhu uchenjeri, uye kuzvininipisa kunotanga, kukudzwa kwozotevera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kutya Tenzi chidzidzo choungwaru kuti munhu ukudzwe tanga wazvirereka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kutya Jehovha kunodzidzisa uchenjeri; Uye kuzvininipisa kunotangira kukudzwa.
Shona 2009?
Kutya Jehovha kunodzidzisa uchenjeri; Uye kuzvininipisa kunotangira kukudzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Kutya Jehovha kunodzidzisa uchenjeri; Uye kuzvininipisa kunotangira kukudzwa.