Proverbs 15:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mumba mowakarurama munefuma zhinji; Asi kutambudzika kuri muneɀinowanikwa nowakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imba yowakarurama ine pfuma zhinji, asi zvinowanikwa nowakaipa zvinomuuyira kutambudzika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumusha momururami mune upfumi hwakawanda, asi upfumi hwomuipi hunopinda pfumvu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mumba mowakarurama mune pfuma zhinji; Asi kutambudzika kuri munezvinowanikwa nowakaipa.
Shona 2009?
Mumba mowakarurama mune fuma zhinji; Asi kutambudzika kuri munezvinowanikwa nowakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Mumba mowakarurama mune pfuma zhinji; Asi kutambudzika kuri mune zvinowanikwa nowakaipa.