Proverbs 16:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Madzimambo anofadzwa nemiromo yakarurama; Unotaura ɀinhu ɀakarurama unoɗikanwa naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Madzimambo anofarira miromo inotaura chokwadi; anoremekedza munhu anotaura chokwadi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muromo unotaura zvakarurama unofadza mambo uye anoda munhu anotaura zvakarurama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Madzimambo anofadzwa nemiromo yakarurama; Anotaura zvinhu zvakarurama anodikanwa naye.
Shona 2009?
Madzimambo anofadzwa nemiromo yakarurama; Anotaura zvinhu zvakarurama anodikamwa naye.
Shona SUB 2002 Bible
Madzimambo anofadzwa nemiromo yakarurama; Anotaura zvinhu zvakarurama anodikanwa naye.