Proverbs 16:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mugwagwa, wakapfumba, waʋakarurama ndiko kubva panezakaipa; Unocenjerera nzira yake unoceŋgeta mŋeya wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mugwagwa mukuru wavakarurama haupfuuri napane zvakaipa; uye anochengeta nzira yake anochengeta upenyu hwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mugwagwa mukuru wavarurami unotsaukana nouipi. Munhu anotarisa paanotsika anozvichengetedza upenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mugwagwa, wakapfumba, wavakarurama ndiko kubva pane zvakaipa; Anochenjerera nzira yake anochengeta mweya wake.
Shona 2009?
Mugwagwa, wakapfumba, wavakarurama ndiko kubva pane zvakaipa; anochenjerera nzira yake anochengeta mweya wake.
Shona SUB 2002 Bible
Mugwagwa, wakapfumba, wavakarurama ndiko kubva pane zvakaipa; Anochenjerera nzira yake anochengeta mweya wake.