Proverbs 16:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuɀikudza kunotaŋgira kuparadzwa; Ʋuye mŋeya wamanyawi unotaŋgira kuwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuzvikudza kunotangira kuparadzwa, mweya wamanyawi unotangira kuwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzvikudza kunoteverwa nokuparadzwa uye kuviruka nehasha kunoteverwa nokukoromoka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuzvikudza kunotangira kuparadzwa; Uye mweya wamanyawi unotangira kuwa.
Shona 2009?
Kuzvikudza kunotangira kuparadzwa; Uye mweya wamanyawi unotangira kuwa.
Shona SUB 2002 Bible
Kuzvikudza kunotangira kuparadzwa; Uye mweya wamanyawi unotangira kuwa.