Proverbs 16:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unomŋoyo wakacenjera ucanzi wakaŋgwara; Ʋuye miromo inotapira inowedzera dzidzo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakachenjera pamwoyo vanonzi ndivo vanonzvera, uye mashoko akanaka anokurudzira kurayirwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu akangwara anonzi munhu anoona zvinhu nemazvo, kutaura zvinotapira kunobatsira kukurudzira vamwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ano mwoyo wakachenjera achanzi akangwara; Uye miromo inotapira inowedzera dzidzo.
Shona 2009?
Anomoyo wakachenjera achanzi akangwara;Uye miromo inotapira inowedzera dzidzo
Shona SUB 2002 Bible
Ano mwoyo wakachenjera achanzi akangwara; Uye miromo inotapira inowedzera dzidzo.