Proverbs 16:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu wakatsauka unokusha kukakaʋara; Muceri unoparadzanisa shamŋari dzinoɗana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu akaipa anomutsa kupesana, uye guhwa rinoparadzanisa shamwari dzepedyo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu akaipa anopesanisa vanhu munhu wamakuhwa anoparadzanisa shamwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu akatsauka anokusha kukakavara; Mucheri anoparadzanisa shamwari dzinodana.
Shona 2009?
Munhu akatsauka anokusha kukakavara; Mucheri anoparadzanisa shamwari dzinodanana.
Shona SUB 2002 Bible
Munhu akatsauka anokusha kukakavara; Mucheri anoparadzanisa shamwari dzinodana.