Proverbs 16:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu unomanikidza, unonyeŋgedzera wokwake, Acimutuŋgamirira panzira isinokunaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu anoita nechisimba anonyengera muvakidzani wake, uye anomufambisa napanzira isina kunaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu woutsinye anofurira mumwe wake achimutungamirira munzira isina kururama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu anomanikidza, anonyengedzera wokwake, Achimutungamirira panzira isina kunaka.
Shona 2009?
Munhu anomanikidza,anonyengedzera wokwake,Achimutungamirira panzira isina kunaka.
Shona SUB 2002 Bible
Munhu anomanikidza, anonyengedzera wokwake, Achimutungamirira panzira isina kunaka.