Proverbs 16:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Isa maɓasa ako ose kunaJehova, Ɀawakaraŋgarira ɀigoitika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Isa kuna Jehovha chose chaunoita, ipapo urongwa hwako huchabudirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Turira basa rako kuna Tenzi zvirongwa zvako zvinobudirira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Isa mabasa ako ose kuna Jehovha, Zvawakarangarira zvigoitika.
Shona 2009?
Isa mabasa ako ose kuna Jehovha, Zvawakarangarira zvigoitika.
Shona SUB 2002 Bible
Isa mabasa ako ose kuna Jehovha, Zvawakarangarira zvigoitika.