Proverbs 16:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu unotsinzina meso ake, unoɀiita kuti afuŋge ɀakatsauka, Unorumana miromo yake, watoita ɀakashata.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyo anochonya nameso ake ari kuronga zvakaipa; uyo anorumanya miromo yake ari kuda kuita zvakaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anochonya maziso ane twaanoronga twakaipa, munhu anomonya muromo anokonzera zvakaipa kuti zviitike.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu anotsinzina meso ake, anozviita kuti afunge zvakatsauka, Anorumana miromo yake, atoita zvakashata.
Shona 2009?
Munhu anotsinzina meso ake,Anozviita kuti afunge zvakatsauka,Anorumana miromo yake anoita zvakashata.
Shona SUB 2002 Bible
Munhu anotsinzina meso ake, anozviita kuti afunge zvakatsauka, Anorumana miromo yake, atoita zvakashata.