Proverbs 16:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unomŋoyo murefu unopfuʋura unesimba; Unodzora mŋeya wake, unopfuʋura unotapa musha.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zviri nani kuva munhu ane mwoyo murefu pane kuva murwi, munhu anozvibata pakutsamwa kwake ari nani pane uyo anotapa guta.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu asingakurumidzi kushatirwa ari nani pane vana masimba, munhu anozvitonga ari nani pane anokurira guta.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ano mwoyo murefu anopfuura ane simba; Anodzora mweya wake, anopfuura anotapa musha.
Shona 2009?
Anomoyo murefu anopfuura ane simba; Anodzora mweya wake, anopfuura anotapa musha.
Shona SUB 2002 Bible
Ano mwoyo murefu anopfuura ane simba; Anodzora mweya wake, anopfuura anotapa musha.