Proverbs 16:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋoyo womunhu unoɀifuŋgira nzira yake; Asi Jehova unorairira kufamba kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwoyo make munhu anoronga gwara rake, asi Jehovha ndiye anotonga kufamba kwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anogona kuzvirongera zvaanoda kuita asi Tenzi ndiye anototungamirira kufamba kwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwoyo womunhu anozvifungira nzira yake; Asi Jehovha anorairira kufamba kwake.
Shona 2009?
moyo womunhu anozvifungira nzira yake; Asi Jehovha anorairira kufamba kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Mwoyo womunhu anozvifungira nzira yake; Asi Jehovha anorairira kufamba kwake.