Proverbs 17:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu unomŋoyo wokumukira unoŋgotȿaka ɀakaipa; Asi ucatumirwa nhume inomŋoyo mukukutu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu akaipa anongotsvaka kumukira chete; nhume isina tsitsi ichatumirwa kundomurwisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu wakaipa anotsvaka zvokupanduka achatumirwa nhumwa inoutsinye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu ano mwoyo wokumukira anongotsvaka zvakaipa; Asi achatumirwa nhume ino mwoyo mukukutu.
Shona 2009?
Munhu anomoyo wokumukira anongotsvaka zvakaipa; Asi achatumirwa nhume inomoyo mukukutu.
Shona SUB 2002 Bible
Munhu ano mwoyo wokumukira anongotsvaka zvakaipa; Asi achatumirwa nhume ino mwoyo mukukutu.