Proverbs 17:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuʋamba kwokukakaʋara kwakafanana nokudziʋurira mvura; Saka rega rukaʋe, kurwa kusati kwaȿika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuvamba kwokukakavara kwakafanana nokudziurira mvura yedhamu; saka rega nharo kurwa kusati kwatanga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kutangisa kwegakava kwakaita sokudziura mvura saka ibva gakava risati ramuka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuvamba kwokukakavara kwakafanana nokudziurira mvura; Saka rega rukave, kurwa kusati kwasvika.
Shona 2009?
Kuvamba kokukakavara kwakafanana nokudziurira mvura; Saka rega rukave, kurwa kusati kwasvika.
Shona SUB 2002 Bible
Kuvamba kwokukakavara kwakafanana nokudziurira mvura; Saka rega rukave, kurwa kusati kwasvika.